Acts 26:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati aciɀiɗaʋirira saiɀoɀo, Festo akati nenzwi guru: Pauro, unopeŋga; kudzidza kwako kukuru kunokupenza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Fesitasi akati kuna Pauro nenzwi guru, “Pauro, wava kupenga! Kudzidza kwako kukuru kwava kukupengesa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapa Pauro achizvidavirira, Fesitusi akadaidzira nezwi guru achiti, “Iwe Pauro wavakupenga iwe. Kudzidza kwako ndiko kwava kukupengesa iwe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati achizvidavirira saizvozvo, Fesito akati nezwi guru, “Pauro, unopenga; kudzidza kwako kukuru kunokupenza.”
Shona 2009?
Zvino wakati achizvidavirira saizvozvo Festo akati nenzwi guru: Pauro, unopenga; kudzidza kwako kukuru kunokupenza.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati achizvidavirira saizvozvo, Fesito akati nezwi guru, “Pauro, unopenga; kudzidza kwako kukuru kunokupenza.”