Acts 26:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀikuru nokuti munoziʋa tsika dzose namashoko ose pakati paʋaJuda; naiɀoɀo ndinokumbira kwamuri, kuti mundinzwe nomŋoyo murefu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye zvikuru nokuti imi munonyatsoziva tsika dzavaJudha uye namakakatanwa avo. Naizvozvo ndinokukumbirai kuti munditeerere nomwoyo murefu chaizvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti imi munonyatsoziva tsika namakakatanwa anoitwa navaJudha, saka ndinokukumbirai kuti munditeererewo nemwoyo murefu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvikuru nokuti munoziva tsika dzose namashoko ose pakati pavaJudha; naizvozvo ndinokumbira kwamuri, kuti mundinzwe nomwoyo murefu.
Shona 2009?
zvikuru nokuti munoziva tsika dzose namashoko ose pakati pavaJudha; naizvozvo ndinokumbira kwamuri, kuti mundinzwe nomoyo murefu.
Shona SUB 2002 Bible
zvikuru nokuti munoziva tsika dzose namashoko ose pakati pavaJudha; naizvozvo ndinokumbira kwamuri, kuti mundinzwe nomwoyo murefu.