Acts 26:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mambo akasimuka, nomuɓati, naBerinike, naʋakaŋga ʋagere naʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akasimuka, pamwe chete nomubati naBhenisi uye navose vaakanga agere navo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akabva asimuka nagavhuna naBhenisi navavakanga vakagara navo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mambo akasimuka, nomubati, naBherinike, navakanga vagere navo;
Shona 2009?
Ipapo mambo akasimuka, nomubati naBerinike, navakanga vagere navo;
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mambo akasimuka, nomubati, naBherinike, navakanga vagere navo;