Acts 26:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakandiziʋa kare, kana ʋaciɗa kupupura, kuti ndaiʋa muFarise, nedzidziso yokupira kweɗu yakaiȿo‐rurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakandiziva kwenguva refu uye vanogona kupupura, kana vachida zvavo, kuti maererano nedzidziso yakasimba yechitendero chedu, ndakagara ini ndiri muFarisi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanondiziva kwenguva ndefu, kana vachida zvavo kuzvipupura, kuti ndakagara somuFarisei, bato rinochengetedza zvechitendero chedu nemazvo chaimo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakandiziva kare, kana vachida kupupura, kuti ndaiva muFarisi, nedzidziso yokupira kwedu yakaisvorurama.
Shona 2009?
vakandiziva kare kana vachida kupupura, kuti ndaiva muFarisi, nedzidziso yokupira kwedu yakaisvorurama.
Shona SUB 2002 Bible
vakandiziva kare, kana vachida kupupura, kuti ndaiva muFarisi, nedzidziso yokupira kwedu yakaisvorurama.