Acts 26:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naɀino ndinomira pano, kuti nditoŋgwe nokuɗa kwokutarira cipikirwa cakapikirwa madziɓaɓa eɗu naMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye zvino ndiri kutongwa pano nhasi nokuda kwetariro yangu mune zvakavimbiswa madzibaba edu naMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino ndiri pano ndichitongerwa chitarisiro munezvakatsidzirwa madzitateguru edu naMwari
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nazvino ndinomira pano, kuti nditongwe nokuda kwokutarira chipikirwa chakapikirwa madzibaba edu naMwari.
Shona 2009?
Nazvino ndinomira pano, kuti nditongwe nokuda kokutarira chipikirwa chakapikirwa madzibaba edu naMwari.
Shona SUB 2002 Bible
Nazvino ndinomira pano, kuti nditongwe nokuda kwokutarira chipikirwa chakapikirwa madzibaba edu naMwari.