Acts 27:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati kwaʋari: Ʋarume, ndinoʋona kuti rwendo rweɗu rucaʋa nokutambudzika nokurashikirwa kukuru, ɀisani ɀiri ɀomutoro necikepe ɓedzi, asi nokwoʋupenyu bgeɗu ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Varume, ndinoona kuti rwendo rwedu ruchava nenjodzi uye ruchauyisa kurasikirwa kukuru kuchikepe nokunhumbi, uyewo nokuupenyu hwedu chaihwo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Madzichangamire, ndirikuona kuti rwendo rwedu ruchava nokukuvara uye nokurasikirwa kukuru kwete nenhumbi nechikepe chete asiwo noupenyu hwedu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati kwavari, “Varume, ndinoona kuti rwendo rwedu ruchava nokutambudzika nokurasikirwa kukuru, zvisati zviri zvomutoro nechikepe bedzi, asi nokwoupenyu hweduwo.”
Shona 2009?
akati kwavari: Varume, ndinovona kuti rwendo rwedu ruchava nokutambudzika nokurashikirwa kukuru, zvisani zviri zvomutoro nechikepe bedzi, asi nokuvupenyu bwedu vo.
Shona SUB 2002 Bible
akati kwavari, “Varume, ndinoona kuti rwendo rwedu ruchava nokutambudzika nokurasikirwa kukuru, zvisati zviri zvomutoro nechikepe bedzi, asi nokwoupenyu hweduwo.”