Acts 27:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino gare‐gare mhepo inesimba, yainzi Yurakuro, ikaɓuruka icibva kwairi, ikatiwira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kusati kwambopera nguva huru, mhepo huru ine simba, yainzi “Yurakuro,” yakavhuvhuta ichibva nokuchitsuwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi pakarepo dutu rinonzi mhepo yokuchamhembe kwakadziva kumabvazuva yakarova ichidzika ichibva nokuKiriti ikoko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino gare-gare mhepo ine simba, yainzi, “Yurakuro,” ikaburuka ichibva kwairi, ikatiwira.
Shona 2009?
Zvino gare-gare mhepo inesimba, yainzi Yura-kuro, ikaburuka ichibva kwairi, ikatiwira.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino gare–gare mhepo ine simba, yainzi, “Yurakuro,” ikaburuka ichibva kwairi, ikatiwira.