Acts 27:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Fume maŋgwana, ɀatakatambura kwaɀo neɗutu remhepo, ʋakakandira nhumbi kunze;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Takanga tava kuvhungwavhungwa nemhepo yaiva nesimba zvokuti mangwana acho vakatanga kubudisa nhumbi muchikepe vachidzikanda mugungwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nenzira yokuti takanga tichitomhotswa — tomhotswa zvinotyisa ramangwana acho vakatangisa kukanda zvinhu panze.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Fume mangwana, zvakatambura kwazvo nedutu remhepo, vakakandira nhumbi kunze;
Shona 2009?
Fume mangwana, zvatakatambura kwazvo nedutu remhepo, vakakandira nhumbi kunze;
Shona SUB 2002 Bible
Fume mangwana, zvakatambura kwazvo nedutu remhepo, vakakandira nhumbi kunze;