Acts 27:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino takati tapinda mucikepe ceAdramiteni, cakaŋga coenda napamisha yemhenderekedzo dzeAsia, tikabva tinaAristarko muMakedonia, waibva Tesaronika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Takakwira chikepe chaibva kuAdhiramitiami chakanga chava kuenda nomunzvimbo dzaiva kumahombekombe enyika yeEzhia, ndokubva taenda kugungwa. Takanga tiina Arisitako, muMasedhonia aibva kuTesaronika, pamwe chete nesu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Takakwira chikepe chokuAdhiramitimu chakanga chava kuda kuenda kumaguta okumahombekombe eAsia. Takatangisa kufamba nechikepe tichiperekedzwa naAristakusi mugari wokuMasedhonia aibva kuTesaronika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino takati tapinda muchikepe cheAdhiramiteni, chakanga choenda napamisha yemhenderekedzo dzeAsia, tikabva tina Arisitakusi muMakedhonia, aibva Tesaronika.
Shona 2009?
Zvino takati tapinda muchikepe cheAdramiteni, chakanga choenda napamisha yemhenderekedzo dzeAsia, tikabva tinaAristarko muMakedhonia, waibva Tesaronika.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino takati tapinda muchikepe cheAdhiramitiumu, chakanga choenda napamisha yemhenderekedzo dzeEzhia, tikabva tina Arisitakusi muMasedhonia, aibva Tesaronika.