Acts 27:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ɀino ndinokurairai kuti mutsuŋge mŋoyo; nokuti hakunauŋgarashikirwa noʋupenyu bgake pakati penyu, asi cikepe ɓedzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi zvino ndinokukurudzirai kuti mutsunge, nokuti hakuna mumwe wenyu acharasikirwa noupenyu hwake; asi chikepe ichi bedzi ndicho chichaparadzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinokukurudzirai kuti tsungai mwoyo nokuti hapana achafa pakati penyu kusiya kurasikirwa nechikepe,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi zvino ndinokurayirai kuti mutsunge mwoyo; nokuti hakuna angarasikirwa noupenyu hwake pakati penyu, asi chikepe bedzi.
Shona 2009?
Asi zvino ndinokurairai kuti mutsunge moyo; nokuti hakuna ungarashikirwa novupenyu bwake pakati penyu, asi chikepe bedzi.
Shona SUB 2002 Bible
Asi zvino ndinokurairai kuti mutsunge mwoyo; nokuti hakuna angarasikirwa noupenyu hwake pakati penyu, asi chikepe bedzi.