Acts 27:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋusiku bguno mutumŋa waMŋari, wandiri wake, nowandinoshumira ʋo, wakamira neni,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Madeko mutumwa waMwari uyo wandiri wake uye wandinoshumira akamira neni
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti ihwo husiku hwanhasi uhu mutumwa waMwari wangu wandinonamata
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti usiku huno mutumwa waMwari, wandiri wake, nowandinoshumirawo, akamira neni,
Shona 2009?
Nokuti vusiku bwuno mutumwa waMwari, wandiri wake, nowandinoshumira vo, wakamira neni,
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti usiku huno mutumwa waMwari, wandiri wake, nowandinoshumirawo, akamira neni,