Acts 27:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakatya kuti ɀimŋe ticawira pamabge, ʋakakanda ɀimiso ɀinna neshure kwecikepe, ʋakacema ʋaciti kuedze.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokutya kuti vangabondera paruware, vakabva vadzikisa zvibatiso zvina shure, ndokunyengetera kuti dai kwaedza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusana pokutya kuti tingangoroverere pamabwe vakaburitsa zvimwe zvinorema zvokumisisa chikepe zvina necheshure kwechikepe vachinamata kuti dai kwangoedza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakatya kuti zvimwe tichawira pamabwe, vakakanda zvimiso zvina neshure kwechikepe, vakachema vachiti kuedze.
Shona 2009?
Zvino vakatya kuti zvimwe tichawira pamabwe, vakakanda zvimiso zvina neshure kwechikepe, vakachema vachiti kuedze.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakatya kuti zvimwe tichawira pamabwe, vakakanda zvimiso zvina neshure kwechikepe, vakachema vachiti kuedze.