Acts 27:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋafambisi ʋakati ʋaciɗa kutiza mucikepe, ʋakaɓurusira igwa muguŋgwa, ʋaciita saʋaneŋge ʋokanda ɀimiso kumuromo waco.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachida kuedza kutiza kubva muchikepe, vafambisi vechikepe vakaburutsa igwa rokununura upenyu ndokurikanda mugungwa, vachiita sokunge vaizodzikisa zvimiso mberi kwechikepe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vafambisi vechikepe pavaiedza kutsvaga nzira dzokutiza nadzo muchikepe, vatodzikisa igwa mugungwa nechemberi kwechikepe vachiita sokunge vari kudzikisa zvinorema zviya zvokumisisa nazvo chikepe,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vafambisi vakati vachida kutiza muchikepe, vakaburusira igwa mugungwa, vachiita savanenge vokanda zvimiso kumuromo wacho.
Shona 2009?
Zvino vafambisi vakati vachida kutiza muchikepe, vakaburusira igwa mugungwa, vachiita savanenge vokanda zvimiso kumuromo wacho.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vafambisi vakati vachida kutiza muchikepe, vakaburusira igwa mugungwa, vachiita savanenge vokanda zvimiso kumuromo wacho.