Acts 27:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka ndinokumbira ɀikuru kuti mudye, nokuti ndiɀo ɀicakuponesai; nokuti hakunoruvudzi rumŋe rucaparadzwa pamusoro womumŋe wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino ndinokukurudzirai kuti mudye. Munofanira kudya kuti murarame. Hakuna mumwe pakati penyu acharasikirwa nebvudzi romusoro wake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro ndinokukumbirisai kuti mudye. Zvichakupai simba nokuti hapana noruvhudzi rwomusoro waani naani zvake wenyu ruchatsakatika.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Saka ndinokumbira zvikuru kuti mudye, nokuti ndizvo zvichakuponesai; nokuti hakuna ruvhudzi rumwe ruchaparadzwa pamusoro womumwe wenyu.”
Shona 2009?
Saka ndinokumbira zvikuru kuti mudye, nokuti ndizvo zvichakuponesai; nokuti hakunoruvudzi rumwe ruchaparadzwa pamusoro womumwe wenyu.
Shona SUB 2002 Bible
“Saka ndinokumbira zvikuru kuti mudye, nokuti ndizvo zvichakuponesai; nokuti hakuna ruvhudzi rumwe ruchaparadzwa pamusoro womumwe wenyu.”