Acts 27:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakati areʋa iɀoɀo, akatora ciŋgwa, akaʋoŋga Mŋari pamberi paʋo ʋose, akacimeɗura, ndokutaŋga kudya iye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwokutaura kwake izvozvo, akatora chingwa akavonga kuna Mwari pamberi pavo vose. Ipapo akachimedura akatanga kudya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakanga ataura izvi akatora chingwa ndokutenda kuna Mwari pamberi pavo vose akachimedura akatangisa kudya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati areva izvozvo, akatora chingwa, akavonga Mwari pamberi pavo vose, akachimedura, ndokutanga kudya iye.
Shona 2009?
Wakati areva izvozvo akatora chingwa akavonga Mwari pamberi pavo vose, akachimedura, ndokutanga kudya iye.
Shona SUB 2002 Bible
Akati areva izvozvo, akatora chingwa, akavonga Mwari pamberi pavo vose, akachimedura, ndokutanga kudya iye.