Acts 27:38 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋaguta, ʋakarerusa cikepe, ʋacikandira ɀiyo muguŋgwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati vadya pavaida napo, vakarerutsa chikepe nokukanda zviyo mugungwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakanga vaguta vakarerutsa chikepe nokutokanda koroni mugungwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vaguta, vakarerusa chikepe, vachikandira zviyo mugungwa.
Shona 2009?
Zvino vakati vaguta, vakarerusa chikepe, vachikandira zviyo mugungwa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vaguta, vakarerusa chikepe, vachikandira zviyo mugungwa.