Acts 27:42 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋarwi ʋakati ɀirinani kuti ʋasuŋgwa ʋaʋurawe, kuti ʋamŋe ʋarege kutiza ʋacishambira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Varwi vakaronga kuuraya vasungwa kuti vatadzise kana mumwe chete wavo kushambira kuti apunyuke.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pfungwa yamasoja yakanga yava yokuti vauraye vasungwa vose kuti varege kushambira vagotiza nokupunyuka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino varwi vakati zviri nani kuti vasungwa vaurawe, kuti vamwe varege kutiza vachishambira.
Shona 2009?
Zvino varwi vakati zvirinani kuti vasungwa vavurawe, kuti vamwe varege kutiza vachishambira.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino varwi vakati zviri nani kuti vasungwa vauraiwe, kuti vamwe varege kutiza vachishambira.