Acts 27:44 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋamŋe, ʋasara, ʋaɓuɗe ʋamŋe pamatanda, ʋamŋe paneɀimŋe ɀinhu ɀecikepe. Naiɀoɀo ɀakaitika kuti ʋose ʋakaȿika kunyika ʋari ʋapenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakasara vavo vainge vachizoyambutswa namapuranga kana pazvidimbu zvechikepe. Nenzira iyi, mumwe nomumwe akasvika kunyika zvakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vamwe vose vozoendawo, vamwe vakabatirira pamapuranga kana pane zvimwe zvidimbu zvechikepe. Nenzira iyoyi vose vakasvika pamahombekombe zvakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vamwe, vasara, vabude vamwe pamatanda, vamwe panezvimwe zvinhu zvechikepe. Naizvozvo zvakaitika kuti vose vakasvika kunyika vari vapenyu.
Shona 2009?
vamwe, vasara, vabude vamwe pamatanda, vamwe panezvimwe zvinhu zvechikepe. Naizvozvo zvakaitika kuti vose vakasvika kunyika vari vapenyu.
Shona SUB 2002 Bible
vamwe, vasara, vabude vamwe pamatanda, vamwe panezvimwe zvinhu zvechikepe. Naizvozvo zvakaitika kuti vose vakasvika kunyika vari vapenyu.