Acts 27:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino tikayambuka guŋgwa reKirikia nePamfiria, tikaȿika Mira, musha weRikia.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Takati tayambuka gungwa reSirisia nePamufiri, takandomira paMira muRisia.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Patakanga tadimura gungwa riri parutivi peSirisia nePamupfuria takasvika kuMira muRisia.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino tikayambuka gungwa reKirikia nePamufiria, tikasvika Mira, musha weRikiya.
Shona 2009?
Zvino tayambuka gungwa reKirikia nePamfiria, tikasvika Mira, musha weRikia.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino tikayambuka gungwa reSirisia nePamufiria, tikasvika Mira, musha weRikiya.