Acts 27:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukuru wezana akawana’po cikepe ceAreksandria, caienda Itaria, ndokutipinza’mo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukuru wezana akawana chikepe cheArekizandiria ipapo chaienda kuItari akatikwidzamo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ikoko mutungamiri wezana akawana chikepe chokuArekizandiria chaienda kuItari akatikwidza machiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mukuru wezana akawanapo chikepe cheArekizandiriya, chaienda Itaria, ndokutipinzamo.
Shona 2009?
Mukuru wezana akawanapo chikepe cheAreksandira, chaienda Itaria, ndokutipinzamo.
Shona SUB 2002 Bible
Mukuru wezana akawanapo chikepe cheArekizandiria, chaienda Itari, ndokutipinzamo.