Acts 27:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ŋguʋa huru yakati yapfuʋura, nokufamba neguŋgwa kwaʋa nenjodzi, nokuti ŋguʋa yokuɀinyima ɀokudya yakaŋga yatopfuʋura, Pauro akaʋaraira,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Takarasikirwa nenguva yakawanda kwazvo, uye kufambisa chikepe kwakanga kwava nengozi nokuti zvino Nguva Yokutsanya yakanga yatopfuura. Saka Pauro akavayambira akati,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sezvatakanga tarasikirwa nenguva yakawanda uye rwendo zvarwakanga ruine njodzi uye nokuti nguva yokutsanya yakanga yapfuura, Pauro akavapa zano achiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nguva huru yakati yapfuura, nokufamba negungwa kwava nenjodzi, nokuti nguva yokuzvinyima zvokudya yakanga yatopfuura, Pauro akavarayira,
Shona 2009?
Zvino nguva huru yakati yapfuvura, nokufamba negungwa kwava nenjodzi, nokuti nguva yokutsanya yakanga yatopfuvura, Pauro akavaraira,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nguva huru yakati yapfuura, nokufamba negungwa kwava nenjodzi, nokuti nguva yokuzvinyima zvokudya yakanga yatopfuura, Pauro akavaraira,