Acts 28:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakatikudza nokukudza kukuru; ticizoenda, ʋakaisa pacikepe ɀinhu ɀatakaŋga ticishaiwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakatikudza nenzira zhinji uye patakanga tagadzirira kukwira chikepe, vakatipa zvinhu zvataida.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakatiremekedza nenzira dzakawanda uye patakanga tava kuda kutangisa kuenda nechikepe vakatiisira muchikepe zvinhu zvokutiraramisa nazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakatikudza nokukudza kukuru; tichizoenda, vakaisa pachikepe zvinhu zvatakanga tichishayiwa.
Shona 2009?
Vakatikudza nokukudza kukuru; tichizoenda vakaisa pachikepe zvinhu zvatakanga tichishaiwa.
Shona SUB 2002 Bible
Vakatikudza nokukudza kukuru; tichizoenda, vakaisa pachikepe zvinhu zvatakanga tichishayiwa.