Acts 28:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
tikawana’po hama, dzakakumbira ɀikuru kuti tigare nadzo mazuʋa manomŋe; naiɀoɀo tikaȿika Roma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo takawana hama uye dzikatikoka kuti tipedze vhiki imwe tinavo. Nokudaro takasvika kuRoma.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ikoko takawana vehama tikakokwa kuti tigare navo kwamazuva manomwe. Ndiwo masvikiro atakaita kuRoma.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
tikawanapo hama, dzakakumbira zvikuru kuti tigare nadzo mazuva manomwe; naizvozvo tikasvika Roma.
Shona 2009?
tikawanapo hama, dzakakumbira zvikuru kuti tigare nadzo mazuva manomwe; naizvozvo tikasvika Roma.
Shona SUB 2002 Bible
tikawanapo hama, dzakakumbira zvikuru kuti tigare nadzo mazuva manomwe; naizvozvo tikasvika Roma.