Acts 28:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
iʋo, ʋakati ʋandibvunzisisa, ʋakaɗa kundisunuŋgura, nokuti pakaŋga pasinemhoȿa yorufu kwandiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakandibvunzisisa uye vakada kundisunungura, nokuti ndakanga ndisina mhosva ipi zvayo yaikodzera rufu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakandiongorora vakada kundisunungura nokuti ndakanga ndisina mhosva inokodzera rufu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ivo, vakati vandibvunzisisa, vakada kundisunungura, nokuti pakanga pasina mhosva yorufu kwandiri.
Shona 2009?
ivo, vakati vandibvunzisisa, vakada kundisunungura, nokuti pakanga pasinemhosva yorufu kwandiri.
Shona SUB 2002 Bible
ivo, vakati vandibvunzisisa, vakada kundisunungura, nokuti pakanga pasina mhosva yorufu kwandiri.