Acts 28:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi tinoɗa kunzwa kwauri ɀaunofuŋga; nokuti kana iri dzidziso iyi, tinoziʋa kuti inorambga kwose‐kwose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi tinoda kunzwa kuti pfungwa dzako ndedzei, nokuti tinoziva kuti kwose kwose vanhu vanotaura zvakaipa pamusoro peboka iri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi isu tinoda kunzwa kwauri zvaunofunga nokuti zvekabato aka, tinoziva kuti kose kose vanhu vanotaura zvakaipa nezvako.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi tinoda kunzwa kwauri zvaunofunga; nokuti kana iri dzidziso iyi, tinoziva kuti inorambwa kwose-kwose.”
Shona 2009?
Asi tinoda kunzwa kwauri zvaunofunga; nokuti kana iri dzidziso iyi, tinoziva kuti inorambwa kose-kose.
Shona SUB 2002 Bible
Asi tinoda kunzwa kwauri zvaunofunga; nokuti kana iri dzidziso iyi, tinoziva kuti inorambwa kwose–kwose.”