Acts 28:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
[Wakati ataura iɀoɀo, ʋaJuda ʋakaenda, ʋaciita nyaya huru pakati paʋo.]
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwokunge ataura izvi, vaJudha vakabva, vachikakavadzana zvikuru pakati pavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
***
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
[Akati ataura izvozvo, vaJudha vakaenda, vachiita nyaya huru pakati pavo.]
Shona 2009?
[Wakati ataura izvozvo, vaJudha vakaenda, vachiita nyaya huru pakati pavo.]
Shona SUB 2002 Bible
Akati ataura izvozvo, vaJudha vakaenda, vachiita nyaya huru pakati pavo.]