Acts 28:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akapedza makore maʋiri agere muimba yake yairipirwa mari, akagamucira ʋose ʋaipinda kwaari,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pauro akagara ikoko kwamakore maviri ose ari muimba yake yaairipira uye aigamuchira vose vaiuya kuzomuona.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pauro akagarako makore maviri ose achizvibhadharira. Ainyatsogamuchira vose vaiuya kwaari
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akapedza makore maviri agere muimba yake yairipirwa mari, akagamuchira vose vaipinda kwaari,
Shona 2009?
Iye akapedza makore maviri agere muimba yake yairipirwa mari, akagamuchira vose vaipinda kwaari,
Shona SUB 2002 Bible
Iye akapedza makore maviri agere muimba yake yairipirwa mari, akagamuchira vose vaipinda kwaari,