Acts 28:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino pedyo ipapo paiʋa neminda yomukuru weciwi, wainzi Pubrio; iye wakatigamucira, akatigarisa ɀakanaka mazuʋa matatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakanga pano munda waiva pedyo ipapo wakanga uri waPabhuriosi, muchinda mukuru wechitsuwa icho. Akatigamuchira kumba kwake akatichengeta zvakanaka kwamazuva matatu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Padyo nenzvimbo iyoyo pakanga pane minda yomukuru mukuru wechitsuwa ichocho ainzi Pubhiriosi akatigamuchira akatichengeta zvakanaka kwamazuva matatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino pedyo ipapo paiva neminda yomukuru wechiwi, ainzi Pubhuiryo; iye akatigamuchira, akatigarisa zvakanaka mazuva matatu.
Shona 2009?
Zvino pedo ipapo paiva neminda yomukuru wechiwi, wainzi Pubhirio; iye wakatigamuchira, akatigarisa zvakanaka mazuva matatu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino pedyo ipapo paiva neminda yomukuru wechiwi, ainzi Pubhuriyo; iye akatigamuchira, akatigarisa zvakanaka mazuva matatu.