Acts 28:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iɀo ɀakati ɀaitwa, naʋamŋe ʋo ʋeciwi, ʋairwara, ʋakaʋuya, ʋakaporeswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi zvakati zvaitika, vairwara vose vomuchitsuwa vakauya uye vakaporeswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvi pazvakaitika vamwe vanhu vose vapachitsuwa icho vaiva nezvirwere vakauyawo vakaporeswa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Izvo zvakati zvaitwa, navamwewo vechiwi, vairwara, vakauya, vakaporeswa.
Shona 2009?
Izvo zvakati zvaitwa, navamwevo vechiwi, vairwara, vakavuya, vakaporeswa.
Shona SUB 2002 Bible
Izvo zvakati zvaitwa, navamwewo vechiwi, vairwara, vakauya, vakaporeswa.