Acts 3:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakamuziʋa, kuti ndiye waigarira ɀipo pamukoʋa Wakanaka wetembere; ʋakakatyamara ɀikuru nokushamiswa neɀaakaitirwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vakamuziva kuti ndiye murume uya aisigara achipemha ari pasuo retemberi rainzi Rakanaka, uye vakakatyamara vakashamiswa kwazvo nezvakanga zvaitika kwaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vakamuziva kuti ndiye uya aigaririra rubatsiro paSuorakanaka reTemberi. Vakakatyamadzwa vakanana kwazvo nezvakanga zvaitika kwaari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakamuziva, kuti ndiye aigarira zvipo pamusuo Wakanaka wetemberi; vakakatyamara zvikuru nokushamiswa nezvaakaitirwa.
Shona 2009?
Vakaziva, kuti ndiye waigarira zvipo pamukova Wakanaka wetembere; vakazadzwa nekukatyamara nokushamiswa nezvaakaitika kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Vakamuziva, kuti ndiye aigarira zvipo pamusuwo Wakanaka wetemberi; vakakatyamara zvikuru nokushamiswa nezvaakaitirwa.