Acts 3:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi imi makaramba uyo Mutȿene, wakarurama, mukakumbira kuti mupiwe muʋurayi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makaramba iye Mutsvene naiye Akarurama Oga uye mukakumbira kuti mhondi isunungurwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi imi makaramba mutsvene nomururami mukakumbira kuti mupiwe mhondi
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi imi makaramba uyo Mutsvene, akarurama, mukakumbira kuti mupiwe muurayi;
Shona 2009?
Asi imwi makaramba uyo Mutsvene, nohwakarurama, mukakumbira kuti mupiwe muvurayi:
Shona SUB 2002 Bible
Asi imi makaramba uyo Mutsvene, akarurama, mukakumbira kuti mupiwe muurayi;