Acts 3:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ɀino, hama dzaŋgu, ndinoziʋa kuti makaɀiita nokusaziʋa, saʋaɓati ʋenyu ʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvino, hama dzangu, ndinoziva kuti makaita nokusaziva sezvakangoitawo vatungamiri venyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvino hama dzangu, ndinoziva kuti makazviita mukusaziva sezvakangoitawo vatongi venyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi zvino, hama dzangu, ndinoziva kuti makazviita nokusaziva, savabati venyuwo;
Shona 2009?
Asi zvino, hama dzangu ndinoziva kuti makaita nokusaziva, savabati venyuvo.
Shona SUB 2002 Bible
“Asi zvino, hama dzangu, ndinoziva kuti makazviita nokusaziva, savabati venyuwo;