Acts 3:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akavazuka, akamira, ndokufamba; ndokupinda naʋo mutembere, akafamba acipembera, acirumbidza Mŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akakwakuka, akamira, uye akatanga kufamba. Ipapo akapinda navo mutemberi, achifamba uye achisvetukasvetuka, achirumbidza Mwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akakwakuka akamira akafamba akapinda muTemberi pamwechete navo achiti pamwe fambei pamwe osvetuka svetuka achirumbidza Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akakwakuka, akamira, ndokufamba; ndokupinda navo mutemberi, akafamba achipembera, achirumbidza Mwari.
Shona 2009?
Akavhazuka, akamira, ndokufamba; ndokupinda navo mutembere, akafamba achipembera achirumbidza Mwari.
Shona SUB 2002 Bible
Akakwakuka, akamira, ndokufamba; ndokupinda navo mutemberi, akafamba achipembera, achirumbidza Mwari.