Acts 4:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋaʋaraira kuti ʋaɓuɗe paʋuŋgano, ʋakaraŋgana pakati paʋo,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vakavarayira kuti vabve paDare Guru, uye ipapo vakasara vachitaurirana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakavati vambobva mudare, vakakurukurirana vachiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vavarayira kuti vabude paungano, vakarangana pakati pavo,
Shona 2009?
Zvino vakati vavaraira kuti vabude parutivi kunze kwevungano, vakarangana pakati pavo,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vavarayira kuti vabude paungano, vakarangana pakati pavo,