Acts 4:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaʋaɗana, ʋakaʋaraira kuti ʋarege cose kutaura kana kudzidzisa nezita raJesu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakavadanazve kuti vapinde ndokuvarayira kuti varege kutaura kana kutongodzidzisa muzita raJesu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nezvo vakavadaidza vakavakomekedza kuti vasambotaura zvavo kana kudzidzisa zvako muzita raJesu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakavadana vakavarayira kuti varege chose kutaura kana kudzidzisa nezita raJesu.
Shona 2009?
Vakavadana, vakavaraira kuti varege kutongotaura kana kudzidzisa nezita raJesu.
Shona SUB 2002 Bible
Vakavadana vakavarayira kuti varege chose kutaura kana kudzidzisa nezita raJesu.