Acts 4:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋafa neshuŋgu, nokuti ʋakaŋga ʋacidzidzisa ʋanhu, ʋaciparidza kumuka kwaʋakafa munaJesu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakakanganisika zvikuru nokuti vapostori vakanga vachidzidzisa vanhu uye vachiparidza kumuka kwavakafa muna Jesu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakanga vatsamwiswa nokuti mukudzidzisa nokuparidza zvaJesu vaidzidzisa vanhu vachivaparidza zvokumuka kwavakafa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vafa neshungu, nokuti vakanga vachidzidzisa vanhu, vachiparidza kumuka kwavakafa muna Jesu.
Shona 2009?
vashungurudzika kuti va vaidzidzisa vanhu, vachiparidza kumuka kwavakafa munaJesu.
Shona SUB 2002 Bible
vafa neshungu, nokuti vakanga vachidzidzisa vanhu, vachiparidza kumuka kwavakafa muna Jesu.