Acts 4:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati ʋaregedzwa, ʋakaenda kunoʋokwaʋo, ʋakando ʋa ʋudza ɀose ɀaʋakaŋga ʋaʋudzwa naʋaprista ʋakuru naʋakuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati vasunungurwa, Petro naJohani vakadzokera kuvanhu vokwavo vakandovaudza zvose zvakanga zvarehwa navaprista vakuru navakuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakaregedzwa vakaenda kushamwari dzavo vakavarondedzera zvavakanga vataurirwa navapristi navakuru vakuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati varegedzwa, vakaenda kunovokwavo, vakandovaudza zvose zvavakanga vaudzwa navapristi vakuru navakuru.
Shona 2009?
Vakati varegedzwa, vakaenda kunovokwavo, vakandopira zvose zvavakanga vavudzwa navaprista vakuru navakuru.
Shona SUB 2002 Bible
Vakati varegedzwa, vakaenda kunovokwavo, vakandovaudza zvose zvavakanga vaudzwa navapristi vakuru navakuru.