Acts 4:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Madzimambo enyika akamuka, Naʋaɓati ʋakaʋuŋgana pamŋe cete, Kurwa naShe naKristu wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Madzimambo enyika azvigadzirira uye vabati vanoungana pamwe chete kuzorwa naIshe uye noMuzodziwa Wake.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Madzimambo apasi pose vachinyatsorongana, vatongi vachitoitira Tenzi nomuzodzwa wake bangano.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Madzimambo enyika akamuka, Navabati vakaungana pamwechete, Kurwa naIshe naKristu wake.’
Shona 2009?
Madzimambo enyika akasimuka, navabati vakavungana pamwe chete, kumirisana naShe naKristu wake.
Shona SUB 2002 Bible
Madzimambo enyika akamuka, Navabati vakaungana pamwechete, Kurwa naIshe naKristu wake.’