Acts 4:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀirokwaɀo Herode, naPontio Pirato, naʋahedeni, naʋanhu ʋaIsraeri ʋakaʋuŋganira muguta iri, kuzorwa naJesu Muranda wenyu mutȿene, wamakazodza;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirokwazvo Herodhi naPondiasi Pirato vakaungana pamwe chete navaHedheni uye navanhu veIsraeri muguta rino kuzorangana kurwisa Jesu muranda wenyu mutsvene, iye wamakazodza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Icho chiri chokwadiwo Herodhi naPontio Pirato nevechirudzi navaIsiraeri vakaungana muguta rino vachirwisa muranda wenyu Mutsvene Jesu wamakazodza
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti zvirokwazvo Herodhi, naPontio Pirato, navahedheni, navanhu vaIsiraeri vakaunganira muguta iri, kuzorwa naJesu Muranda wenyu mutsvene, wamakazodza;
Shona 2009?
Nokuti zvirokwazvo vose Herodhe, naPondio Pirato, navahedheni, navanhu vaIsraeri vakaungana kumirisana naJesu Muranda wenyu mutsvene wamakazodza,
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti zvirokwazvo Herodhi, naPontio Pirato, navahedheni, navanhu VaIsiraeri vakaunganira muguta iri, kuzorwa naJesu Muranda wenyu mutsvene, wamakazodza;