Acts 4:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti ʋaite ɀose ɀakaŋga ɀatemŋa noruʋoko rwenyu, napakufuŋga kwenyu, kuti ɀiitwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakaita zvakanga zvatongwa nesimba renyu uye nokuda kwenyu kuti zvichaitika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuti zvamakafanoronga nesimba roruoko rwenyu nourongwa hwenyu zviitike.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti vaite zvose zvakanga zvatemwa noruoko rwenyu, napakufunga kwenyu, kuti zviitwe.
Shona 2009?
kuti zvose ruoko rwenyu nezano renyu zvazvakatema; nezviratidzo nezvishamiso zviitwe nezita raJesu, Muranda wenyu mutsvene.
Shona SUB 2002 Bible
kuti vaite zvose zvakanga zvatemwa noruoko rwenyu, napakufunga kwenyu, kuti zviitwe.