Acts 4:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti pakaŋga pasinawaishaiwa pakati paʋo, nokuti ʋose ʋaiʋa neminda kana dzimba, ʋakaɀiteŋgesa, ʋakaʋuya nomuteŋgo weɀakateŋgeswa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakanga pasina vanoshayiwa pakati pavo. Nokuti nguva nenguva vaya vakanga vane minda kana dzimba vakazvitengesa, vakauyisa mari yezvavakatengesa
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakati pavo pakanga pasina ane chaaishaya nokuti avo vainge vaine minda kana dzimba dzavo vaizvitengesa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti pakanga pasina aishaiwa pakati pavo, nokuti vose vaiva neminda kana dzimba, vakazvitengesa, vakauya nomutengo wezvakatengeswa,
Shona 2009?
Nokuti pakanga pasina pakati pavo waishaiwa, nokuti vose vaiva neminda kana dzimba, vakazvitengesa, vakavuya nomutengo wezvakate ngeswa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti pakanga pasina aishaiwa pakati pavo, nokuti vose vaiva neminda kana dzimba, vakazvitengesa, vakauya nomutengo wezvakatengeswa,