Acts 4:36 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
NaJosefa, wakatumidzwa naʋaapostora acinzi Barnabasi, (ndokuti Mŋanakomana wokunyaradza, kana ɀicishandurwa), muRevi, munhu weKupro parudzi rwake,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Josefa, muRevhi aibva kuSaipurasi, uyo akatumidzwa navapostori kunzi Bhanabhasi (kureva kuti Mwanakomana woKukurudzira),
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo Josefi akanga atumidzwa navapositori zita rokuti, Bhanabhasi (zvinoreva kuti, “Mukurudziri”) muRevhi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
NaJosefa, akatumidzwa navapostori achinzi Bhanabhasi, ndokuti, “Mwanakomana wokunyaradza, kana zvichishandurwa”, muRevhi, munhu weSaipurasi parudzi rwake,
Shona 2009?
NaJosefa, wakatumidzwa navapositora, Bhanabhasi, (ndokuti Mwanakomana wokunyaradza, kana zvichishandurwa), muRevhi, munhu weKupro parudzi rwake,
Shona SUB 2002 Bible
NaJosefa, akatumidzwa navapostori achinzi Bhanabhasi, ndokuti, “Mwanakomana wokunyaradza, kana zvichishandurwa,” muRevhi, munhu weSaipurasi parudzi rwake,