Acts 4:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakaʋaisa pakati paʋo, ʋakaʋabvunzisisa, ʋaciti: Makaɀiita iɀoɀi nesimba rei, kana nezita ripiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakaita kuti Petro naJohani vauyiswe pamberi pavo vakatanga kuvabvunza vachiti, “Makaita izvi nesimba raani kana kuti nezita raani?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakavaisa pakati vakavabvunza kuti makaita izvi nesimba raani uye nezita raani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakavaisa pakati pavo, vakavabvunzisisa, vachiti, “Makazviita izvozvi nesimba rei, kana nezita ripiko?”
Shona 2009?
Vakavaisa pakati pavo, vakabvunza, vachiti: Makazviita izvozvi nesimba rei, kana nezita ripiko?
Shona SUB 2002 Bible
vakavaisa pakati pavo, vakavabvunzisisa, vachiti, “Makazviita izvozvi nesimba rei, kana nezita ripiko?”