Acts 4:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kana tikabvunzwa nhasi pamsoro peɓasa rakanaka, rakaitirwa munhu cirema, napaakaponeswa napo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana tadanwa nhasi nokuda kwebasa rakanaka rakaitwa kuchirema uye tichibvunzwa kuti akaporeswa sei,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kana tiri kugadzirwa dare nhasi uno basa rakanaka rakaitwa kumhetamakumbo iyi kuti munhu uyu akarapwa sei,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kana tikabvunzwa nhasi pamusoro pebasa rakanaka, rakaitirwa munhu chirema, napaakaponeswa napo;
Shona 2009?
kana isu tichibvunzwa nhasi pamusoro pebasa rakanaka, rakaitirwa munhu chirema, \add kuti\add* wakaponeswa sei;
Shona SUB 2002 Bible
kana tikabvunzwa nhasi pamusoro pebasa rakanaka, rakaitirwa munhu chirema, napaakaponeswa napo;