Acts 5:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mumŋe murume, wainzi Ananiasi, wakateŋgesa fuma yake, anaSafira mukadzi wake,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino mumwe murume ainzi Ananiasi, pamwe chete nomukadzi wake Safira, akatengesawo chikamu chepfuma yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mumwe murume anonzi Ananiya aiva nomudzimai wake ainzi Safira, akatengesa chimwe chikamu chezvinhu zvake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mumwe murume, ainzi Ananiasi, akatengesa pfuma yake, ana Safira mukadzi wake,
Shona 2009?
Asi mumwe murume, wainzi Ananiasi, wakatengesa fuma yake anaSafira mukadzi wake,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mumwe murume, ainzi Ananiasi, akatengesa pfuma yake, ana Safira mukadzi wake,