Acts 5:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akawira pasi pakarepo patsoka dzake, akaɓuɗisa mŋeya wake; majaya akapinda, akamuwana afa, ndokumutakurira kunze, ndokumuʋiga kumurume wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakarepo akawira pasi, patsoka dzake akabva afa. Ipapo majaya akapinda uye akamuwana afa, akamutakura akaenda naye kunze akandomuviga parutivi rwomurume wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakarepo akabva ati gwadara kuwira pasi achibva afa. Vechiduku vaya pavakapinda vakamuwana atofa. Vakamutakura vachimuburitsa kunze vakandomuviga pedyo nomurume wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akawira pasi pakarepo patsoka dzake, akabudisa mweya wake; majaya akapinda, akamuwana afa, ndokumutakurira kunze, ndokumuviga kumurume wake.
Shona 2009?
Ipapo akawira pasi pakarepo patsoka dzake, akabudisa mweya; majaya akapinda, akamuwana afa, ndokumutakurira kunze, ndokumuviga kumurume wake.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo akawira pasi pakarepo patsoka dzake, akabudisa mweya wake; majaya akapinda, akamuwana afa, ndokumutakurira kunze, ndokumuviga kumurume wake.