Acts 5:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kutya kukuru kukawira kereke yose naʋose ʋakaɀinzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kutya kukuru kwakabata kereke yose navose vakanzwa zvinhu izvi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sangano rose rakawirwa nokutya kukuru uye vose vakanzwa zvinhu izvi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kutya kukuru kukawira kereke yose navose vakazvinzwa.
Shona 2009?
Kutya kukuru kukawira kereke yose navose vakanzwa zvinhu izvi.
Shona SUB 2002 Bible
Kutya kukuru kukawira Chechi yose navose vakazvinzwa.