Acts 5:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi pakati paʋamŋe kwakaŋga kusinomunhu wakatsuŋga kuɀiisa kwaʋari; asi ʋanhu ʋaiʋakudza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hakuna munhu akatsunga kubatana navo kunyange zvazvo vakanga vachikudzwa zvikuru navanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vamwe vanhu vose vaitya kubatana navo asi vanhu vaivaremekedza zvikuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi pakati pavamwe kwakanga kusina munhu akatsunga kuzviisa kwavari; asi vanhu vaivakudza.
Shona 2009?
Asi pakati pavamwe kwakanga kusinomunhu wakatsunga kuzvisanganisa kwavari; asi vanhu vaivakudza zvikuru
Shona SUB 2002 Bible
Asi pakati pavamwe kwakanga kusina munhu akatsunga kuzviisa kwavari; asi vanhu vaivakudza.