Acts 5:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋatendi ʋazhinji kwaɀo, ʋarume naʋakadzi, ʋairamba ʋaciwedzerwa kunaShe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvisinei hazvo, varume vazhinji navakadzi vakatenda kuna She uye ivo vakawedzera uwandu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi vatendi vairamba vachingowedzerwa kuna Tenzi, varume navakadzi vazhinji
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vatendi vazhinji kwazvo, varume navakadzi, vairamba vachiwedzerwa kuna Ishe.
Shona 2009?
Vatendi vakawedzerwa vakawanda kwazvo kunaIshe zvaunga zviviri vakadzi navarume, varume navakadzi, vairamba vachiwedzerwa kunaShe.
Shona SUB 2002 Bible
Vatendi vazhinji kwazvo, varume navakadzi, vairamba vachiwedzerwa kuna Ishe.