Acts 5:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi mutumŋa waShe wakazarura mikoʋa yetoroŋgo ʋusiku, akaʋaɓuɗisa, akati:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi mutumwa waShe akauya usiku akazarura mukova wejeri akavabudisa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi usiku mutumwa waMwari akazarura makonhi ejeri akavaburitsa ndokuvati,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi mutumwa waIshe wakazarura misuo yetorongo usiku, akavabudisa, akati,
Shona 2009?
Asi mutumwa waShe wakazarura mikova yetirongo vusiku akavabudisa akati:
Shona SUB 2002 Bible
Asi mutumwa waIshe wakazarura misuwo yetorongo usiku, akavabudisa akati,